Pote Pote

Lyrics: John Nyaruwa Music: John Nyaruwa PotePote, PotePote, ndotsvake wangu mwana wandinoda weku Lupane Wangu mutema wechiKalanga, wangu mutsvuku-tsvuku anobva Joni Wangu mushava uye wekwaMutare, wangu muchena asi anodya dovi
PotePote, PotePote, simuka hande mwana wekumusha tiende kumba Ko wako ndeupi, mukobvu here? Wako ndeupiiko, mupfupi here? Wako ndeupi wacho murefu here? Mutete here uya-uya wekwaMurehwa? NdiPeter here? ndiJohnny here? NdiMaggie here? ndiChipo here? Wako Murapi here kana Muimbi uya? Murimi here kana kuti iGweta? Wangu ndiShefu wemuhotera, wangu muDhomeni wekuBhohera
PotePote zakariende, PotePote zakariende, PotePote zakariende, PotePote zakariende Simuka hande mwana wekumusha simuka hande, umm-hu! Simuka hande, kwete iwe simuka hande, umm-hu! PotePote ndotsvake wangu, PotePote ndotsvake wangu, PotePote ndotsvake wangu, PotePote ndotsvake wangu PotePote ndotsvake wangu, PotePote ndotsvake wangu PotePote simuka hande, PotePote simuka hande, PotePote simuka hande PotePote simuka hande
Aah! wako Mutengesi, Vhenda chaiye? Shasha! umm-hu! umm-hu! let her go! umm-hu! let her go! Ko uyo! Zaneli! Uyo! Zodwa! Uyo! Sharon! Uyo! Fari! Uyo! Nyari! Emerenzia bodobodo! Simuka hande, simuka hande, simuka hande, umm-hu! Simuka hande, simuka hande, simuka hande, umm-hu! Melody…. hayi! kwete no, no, no, no, no Wami nguTombizodwa, Makhumalo the Beauty Queen of Southern Africa ende futi wakiti ha ha ha ha ha ha ha Up Up Up Yee simuka Up Up Up Eya simuka Let her go! Let her go! Umm-hu! Let her go! Let her go! umm-hu! Umm-hu!