Kumawere Simba Ci

(KUMAWERE, KUMAWERE KUMAWERE, KUMAWERE)
Vasvika vaya vasina mabvi Vati munhu wevu rasa tsika nemagariro Ako kumawere ,kumawere hmmmmm Vatiwana tichigarisana tiripamusha Tinerudo tinerunyararo asi Nhasi Apachina zvese zvave Kuuuuuu oooooh
KUMAWERE, KUMAWERE Zvavewoooona KUMAWERE, KUMAWERE Ndati Tarasa tsiika ohooo wona iwe
Nguva yasvika,kutora chigaro Chiye,chigaro chamambo Nguva yasvika kubatana Mawoko sedzindza reAfrika Dzimba dzemabwe dzovakwa nani Isu Tapesana zvinorwadza Kudahahaaaaaiii
KUMAWERE, KUMAWERE Aaaiwa ka oooowuuuuu KUMAWERE, KUMAWERE Mwana wamambo tsika KUMAWERE, KUMAWERE Usarasa tsika kumawere Yiii wooooohooo
Wongoro yiyehiyeweeee
Ndiri mwana wamambo Ndigere pachigaro chamambo Tsika dzandu andide kurasaaaaa
KUMAWERE, KUMAWERE Aaaiwa ka oooowuuuuu KUMAWERE, KUMAWERE Mwana wamambo tsika KUMAWERE, KUMAWERE Usarasa tsika kumawere Yiii wooooohooo
KUMAWERE, KUMAWERE KUMAWERE, KUMAWERE)