He iyee
Ho uwo uwo uwo
Heiyee!!
Ndaona ziya kuyerera
Shanda murume zvichaendeka
Nerimwe ramazuva uchapupura
Kutura befu
Wayambuka
Madzvanga madzvanga wabva kure
Iwewe
Hondo dzawarwa rega upupure
Iwe iwe
Waimbova mazambuko uri weshure
Hona nhasi wavakure
Muturo wako rega uture
Vanoda kuneta avo vatsiurewo
Kushanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama hona
Kushanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama
Kushanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama
Bata hana usapanike eh
Iwe
Asi zvakawanda
(zvakawanda
Zvatinosangana nazvo mukurarama)
Kufa kwemurume kubuda hura
(Murume murume anofa ayedza)
Ndati zvakawanda
(Zvakawanda
Zvatakasangana nazvo mukurarama)
Hei kufa kwemurume kubuda hura
(Murume murume anofa ayedza)
Ohh ka shanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama
Zuva rabuda hweja ziva
Ukaterera muviri unoziya
Zvoda vazvipira
Sbata hana simbisa chipfuva
Remember your responsibilities (Remember)
Zvakaomerawo even nevecharity
Be bold and face reality (remember)
Hmm uhmmm
Kufamba nzendo uchitsvara tsvara
Kukwidza makomo uchitsvaga tsvaga
Kuraramisa mhuri kwakanaka (Remember)
Asi zvakawanda
(Zvakawanda
Zvatinosangana nazvo mukurarama)
Kufa kwemurume kubuda ura
(Murume murume anofa ayedza)
Ndati zvakawanda
(Zvakawanda
Zvatakasangana nazvo mukurarama)
Heyi kufa kwemurume kubuda hura
(Murume murume anofa ayedza)
Ohh ka shanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama
Asi zvakawanda
(Zvakaanda
Zvatinosangana nazvo mukurarama)
Kufa kwemurume kubuda hura
(Murume murume anofa ayedza)
Ndati zvakawanda
(zvakawanda
Zvatakasangana nazvo mukurarama)
Kufa kwemurume kubuda hura
(Murume murume anofa ayedza)
Ohh ka shanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama
Ohhhhhh
Zvatakasikirwa mukurarama
Kushanda
Ndozvatakasikirwa mukurarama