Hiya iyere
Haiya iyere mambo
Hiya iyere
Haiya iyere mambo
Hoi were ndeya vasikana
Hoi were ndeya vakomana imi
Haa hoi were ndeya vasikana
Haa hoi were ndeya vakomana
Yarira ingoma ngoma musharukwa
Yarira ngoma ngoma musharukwa
Iiih yarira ingoma ngoma musharukwa
Yarira ngoma ngoma
Ngoma musharukwa
Yarova paditi zvandipawo
Simba kudzana
Makwati opera muhomwe
Ndagova zvimhandara
Hiiii musandishore
Varume ndadhakwa kudhara
Kumboponda nhamo
Varume ndonakwa nemhamba
Nekuti ndanga ndirindega ndega
Ndirimumasango kutsvaga ndarama
Varumeka kwoyedza kwoyedza
Pasina kana kuradzika dama
Kudya rifa ndizvo zvega
Zvandinoshuva nemhuri yekwangu
Mufungeka ndoyedza ndoyedza
Kufamba nedhende
Ivo vakapfeka fashani
Ho ngoro iyeiye
Hoi were ndeya vasikana
Ho ngoro iyeiye
Hoi were ndeya vakomana
Ho ngoro iyerere
Ha hoi were ndeya vasikana
Ho ngoro iyere
Ah hoi were ndeya vakomana
Yarira ingoma ngoma
Musharukwa (ini handibvunzwe)
Yarira ngoma ngoma
Musharukwa(ini handibvunzwe)
Hiiiii yarira ingoma ngoma
Musharukwa(ini handibvunzwe)
Yarira ngoma ngoma ngoma
Musharukwa(ini handibvunzwe)
Ndazonyangirwa nenyana
Aona doro ndichitenga
Vanenge vemadziva kufamba
Mukaka kuchena
Kusiya unopenga
Ndazoti ndoenda ndoenda
Chiso chake varume
Mutumwa anopenya
Ganda rake
Kubata ndotsenga
Hiiiii ndapa kutenda
Yarira ingoma
Ngoma musharukwa
Yarira ngoma ngoma
Ngoma musharukwa
Yarira ingoma
Ngoma musharukwa
Yarira ngoma ngoma
Ngoma musharukwa
Yarira ingoma ngoma
Musharukwa
(Ini handibvunzwe)
Yarira ngoma ngoma
Musharukwa
(Ini handibvunzwe)
Hiiiii yarira ingoma ngoma
Musharukwa
(Ini handibvunzwe)
Yarira ngoma ngoma ngoma
Musharukwa
(Ini handibvunzwe)
Ah heya ini handibvunzwe
Aaaah heya ini handibvunzwe
Ini handibvunzwe
Ah heya ini handibvunzwe