Moyo Wangu

Music: Savage Dolph Ndikafunga uchiti handife ndakusiya Kundirumira muvhu kuita sechiva haaaa Pfungwa dzoti dai ndakaziya Haitungamire pakutoda zvebeer
Wakasiya wandiparadzira soul Kungokufunga handichato file bol Moyo kutozvimba sendarumwa nemago Hisuku handirare dzozobata kuma4 Wakasiya wandiparadzira soul Kungokufunga handichato file bol Moyo kutozvimba sendarumwa nemago Hisuku handirare dzozobata kuma4
Patsaira rako dhoma wakandi drawer zve ipapo Moyo wangu ndakakupa ndichitora ndewakoo Ndakavenga pakawandirwa mumoyo ndipana fourth Makazara munhu wese change money kana hwindi Hausarudzi Hausarudzi Haugutsikane nei uneruchiva Ndega ndochishaya chandakakudira Chinorwadza kutojutwa wakanyuraa
Ndikafunga uchiti handife ndakusiya Kundirumira muvhu kuita sechiva haaaa Pfungwa dzoti dai ndakaziya Haitungamire pakutoda zvebeer
Wakasiya wandiparadzira soul Kungokufunga handichato file bol Moyo kutozvimba sendarumwa nemago Hisuku handirare dzozobata kuma4 Wakasiya wandiparadzira soul Kungokufunga handichato file bol Moyo kutozvimba sendarumwa nemago Hisuku handirare dzozobata kuma4
Hausarudzi Hausarudzi