Ummm believe believe Wayne f.O.G eheka Nezigondora rinotsika Babe believe
Urimo muhana mukati Mukati memoyo Me no lie when I tell you I love you Believe me zviri mumoyo I don't need anybody but you Girl me never see anybody but you Uri ngirozi uri ruva uri rose I love your charecter ooh Iwe unondi itira ooo I am in love with your character oo Handiku chinje kunge calendar ooo Kana ndada ndada Ndada ndada ndada Kana ndichinge ndada ndada Ndada ndada ndada
Babe believa [believe ] Babe believa [believe] Cause I really love you When I see you moyo unoti pangu Babe believa [believe] I can never leave yah[believe] Cause I really need you Ndiwe chete urimu moyo mangu
Ndaimbira iwewe senorita Vaye vemakuhwa vachaneta Unondisiya ndine nyota Yekuda rita mudiwa rita mamacita Ndirege ndikude kusvika ndakita I am always on the grind Handina nguva yekucheater Pose pandinovata ndiwe wega wandinorota The woman of my dreams ndapota Usandimutsa hmmm Eyi yei yea ndiwe chiri mumoyo Hmmm eyi yei yea ndiwe Chirimumoyo chiri munhinga Muridzi wema nhenga Usaterere madinga aya Ngirozi ine munhenga Ndiratidze mapapiro Matambiro mabikiro