Iya hoiyere hoiyere
Iya hoiyere hoiyere
Aaah
Chiiko chiiko
Neiko neiko
Seiko seiko
Chiiko chiiko
Neiko neiko
Seiko seiko
Chiiko chiiko
Neiko neiko
Yaramba mvura kudzika
Mumusha muno mambo
Raramba dope
Kudzika mumba muno
Yaramba mvura kudzika
Mumusha muno mambo
Raramba dope
Kudzika mumba muno
Kutukana (kugarongo tukana)
Kumarana (garongo marana)
Ohh kurovana (hatichambo zivana)
Ndati ndapfidza (nhai amai vevana)
Kutukana (kugarongo tukana)
Kumarana (garongo marana)
Ohh kurovana (hatichambo zivana)
Ndati ndapfidza (nhai amai vevana)
Chinga nduma makatora mega imi
Nhai atete
Nhai nduma makatora mega imi
Nhai atete
Chinga nduma makatora mega imi
Nhai atete
Inga nduma makatora mega imi
Nhai atete
Machembere zvimwe ndivatete
Machembere zvimwe ndivatete iwee
Aaah
Chiiko chiiko
(Yaramba mvura kudzika pamusha pano)
Neiko neiko
(Raramba dope kudzika pamusha pano)
Seiko seiko
(Yaramba mvura kudzika pamusha pano)
Seiko seiko
(Raramba dope kudzika pamusha pano)
Chiiko chiiko
(Raramba dope kudzika pamba)
Neiko neiko
(Yaramba mvura kudzika pamusha pano)
Seiko seiko
(Raramba dope kudzika pamba)
Seiko seiko
(Weee wendeya heiyeee)
Raramba dope kudzika
Pamusha pano mambo
Yaramba mvura
Kudzika pamusha pano
Raramba dope kudzika
Pamba pano mambo
Yaramba mvura
Kudzika pamusha pano
Ohh kutukana (kugarongo tukana)
Kumarana (garongo marana)
Ohh kurovana (hatichambo zivana)
Ndati ndapfidza (nhai amai vevana)
Aah kutukana (kugarongo tukana)
Kumarana (garongo marana)
Ohh kurovana (hatichambo zivana)
Ndati ndapfidza (nhai amai vevana)