Haya iyere
Hoiya iyere mambo
Hayayaya hunde
Ha ndiende
Ndiende
Ndisiye ndiende waro
Hona sejaya ndashinga
Kumira pachita
Masodzi kunge rwizi
Nematama achidzika
Zvinyoro nyoro kunge
Kamba uchifamba ah haa
Baba ruoko
Vakakubata uchiuya ah haa
Ohhh ndizvoka
Ndizvoka zvandaishuvira
Iyo ndiyoka ndiyoka
Nguva yandakamirira ah ha haha
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Ohhh ndizvoka
Ndzvoka zvandaishuvira
Iyo ndiyoka ndiyoka
Nguva yandakamirira ah ha haa
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Tabatanidzwa
Chimukiro tasangane neropa
Tabanidzwa chifumiro
Tabatane ropa
Kuyedze kunze
Hona tichagara nyika
(Nemufaro amai mwana)
Idi tichazara nyika ino
(Nemufaro amai mwana )
Aah tichagara nyika ino
Idi tichazara nyika ino
(Nemufaro,amai mwana)
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Hiiii haranga ichabikira
Vekwedu vatendera
(Uriruva)
Ehe ndichakuchengeta
Nababa ndinopika
(Uriruva)
Svusvura ndadya
Pauri ndakakama mbada
(Uriruva)
Waingova wega ipwa
Mumhunga kushaina
(Uriruva)
Hona sejaya
Ndashinga kumira pachita
Masodzi kunge rwizi
Nematama achidzika
Zvinyoro nyoro kunge
Kamba uchifamba ah haa
Baba ruoko
Vakakubata uchiuya ah haa
Ohhh ndizvoka
Ndizvoka zvandaishuvira
Iyo ndiyoka ndiyoka
Nguva yandakamirira ah ha haha
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Ah
Ah ha ha
Ah haha uriruva
Ohhh ndizvoka
Ndizvoka zvandaishuvira
Iyo ndiyoka ndiyoka
Nguva yandakamirira ah ha haha
Hona tichagara nyika
(Nemufaro amai mwana)
Idi tichazara nyika ino
(Nemufaro amai mwana )
Aah tichagara nyika ino
Idi tichazara nyika ino
(Nemufaro,amai mwana)